Mariko 13:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pamunonzwa nezvehondo uye neguhu rehondo, musavhunduka. Zvinhu zvakadaro zvinofanira kuitika, asi kuguma kuchazosvika hako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana mucinzwa ɀokurwa, neguhu rokurwa, musavunduka; iɀoɀo ɀinofanira kumboitika; asi kuguma kucigere kuȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kana muchinzwa zvokurwa, nenyaya yokurwa, musavhunduka; izvozvo zvinofanira kumboitika; asi kuguma kuchigere kusvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana monzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo musanyanye kutya. Izvi zvinofanira kuti zviitike, asi magumo anenge asati asvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana monzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo musanyanye kutya. Izvi zvinofanira kuti zviitike, asi magumo anenge asati asvika. Viz kapitola |