Mariko 13:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jesu paakanga agere paGomo reMiorivhi pakatarisana netemberi, Petro, Jakobho, Johani naAndirea vakamubvunza vari voga vakati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino wakati agere pagomo reMiorivi, pakatarisana netembere, Petro, naJakobo, naJohane, naAndrea ʋakamubvunza ʋari ʋoga, ʋaciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino akati agere pagomo reMiorivhi, pakatarisana netemberi, Petirosi, naJakobho, naJohani, naAndireya vakamubvunza vari voga, vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Paakanga akagara pasi pagomo reMiorivhi rakatarisana neTemberi, Pita naJemusi naJohani naAndrea vakamubvunza vari pachavo vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Paakanga akagara pasi pagomo reMiorivhi rakatarisana neTemberi, Pita naJemusi naJohani naAndrea vakamubvunza vari pachavo vachiti, Viz kapitola |