Online Bible

- Reklamy -




Mariko 13:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Naizvozvo kana moona zvinhu izvi zvoitika, zivai kuti ava pedyo, atova pamukova.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Saiɀoɀo imi ʋo, kana moʋona iɀoɀo ɀiciitwa, ziʋai kuti waʋa pedyo pamukoʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Saizvozvo imiwo, kana moona izvozvo zvichiitwa, zivai kuti ava pedyo atosvika pamusuo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Naizvozvo imiwo kana moona izvi zvoitika, zivai kuti iye ava pedyo, atova pamusuo chaipo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Naizvozvo imiwo kana moona izvi zvoitika, zivai kuti iye ava pedyo, atova pamusuo chaipo.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 13:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy