Mariko 13:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Zvino dzidzai chidzidzo ichi kubva pamuonde: Paunongotanga kuva namatavi manyoro uye mashizha awo otungira, munoziva kuti zhizha rava pedyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Dzidzai pamuʋonde mufananidzo wawo; kana ɗaʋi rawo raʋa nyoro, mashizha acituŋga, munoziʋa kuti zhezha raʋa pedyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 “Dzidzai pamuonde mufananidzo uyu; kana davi rawo rava nyoro, mashizha achitunga, munoziva kuti zhizha rava pedyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Dzidzai chidzidzo chinobva kumuonde. Kana bazi rawo rotunga, pfumvudza yobuda, munobva maziva kuti zhizha rava pedyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Dzidzai chidzidzo chinobva kumuonde. Kana bazi rawo rotunga, pfumvudza yobuda, munobva maziva kuti zhizha rava pedyo. Viz kapitola |