Mariko 13:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Uye achatuma vatumwa vake, vagounganidza vasanangurwa kubva kumhepo ina, kubva kumagumo enyika kusvikira kumigumo yamatenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ipapo ucatuma ʋatumŋa, akaʋuŋganidza ʋakasanaŋgurwa ʋake kunobʋa mhepo inna, kubva kurutiʋi rumŋe rwenyika kuȿikira kunorumŋe rutiʋi rwokuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Ipapo achatuma vatumwa, akaunganidza vakasanangurwa vake kunobva mhepo ina, kubva kurutivi rumwe rwenyika kusvikira kuno rumwe rutivi rwedenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Zvino iye achazotuma vatumwa vake kundokokorodza vasarudzwi vake kubva kumativi mana enyika, kubvira kwakaperera nyika yose kusvika kwakaperera denga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Zvino iye achazotuma vatumwa vake kundokokorodza vasarudzwi vake kubva kumativi mana enyika, kubvira kwakaperera nyika yose kusvika kwakaperera denga. Viz kapitola |