Mariko 13:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Panguva iyoyo vanhu vachaona Mwanakomana woMunhu achiuya ari mumakore nesimba guru uye nokubwinya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo ʋacaʋona Mŋanakomana womunhu aciʋuya mumakore nesimba guru nokubginya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Ipapo vachaona Mwanakomana womunhu achiuya mumakore nesimba guru nokubwinya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndipo pavachaona Mwanakomana womunhu achiuya ari mumakore aine simba guru nembiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndipo pavachaona Mwanakomana womunhu achiuya ari mumakore aine simba guru nembiri. Viz kapitola |