Mariko 13:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Nokuti vanaKristu venhema navaprofita venhema vachaonekwa uye vachaita zviratidzo nezvishamiso kuti vatsause vatsvene, kana zvaigoneka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti ʋanaKristu ʋenhema ʋacamuka, naʋaprofita ʋenhema, ʋacaita ɀiratidzo neɀinoshamisa, kuti ʋatsause ʋakasanaŋgurwa, kana ɀicibvira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti vanaKristu venhema vachamuka, navaporofita venhema, vachaita zviratidzo nezvinoshamisa, kuti vatsause vakasanangurwa, kana zvichibvira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kuchamuka vana kristu venhema navaporofita venhema vachionesa zviratidzo namashura kuti vatsautse vasarudzwi, kana zvichigoneka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kuchamuka vana kristu venhema navaporofita venhema vachionesa zviratidzo namashura kuti vatsautse vasarudzwi, kana zvichigoneka. Viz kapitola |