Mariko 13:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Dai Ishe akanga asina kutapudza mazuva iwayo, hakuna munhu airarama. Asi nokuda kwavasanangurwa, avo vaakasarudza, akaatapudza hake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ƌai Ishe asaitapudza mazuʋa iwayo, hakunenyama yairarama; asi nokuɗa kwaʋakasanaŋgurwa ʋaakasanaŋgura, wakatapudza mazuʋa iwayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Dai Ishe asaitapudza mazuva iwayo, hakuna munhu airarama; asi nokuda kwavakasanangurwa vaakasanangura, akatapudza mazuva iwayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Dai kuri kuti Tenzi haana kutapudza zvake mazuva iwayo, hapana munhu airarama, asi pamusana pavasarudzwi vaakasarudza akatapudza mazuva acho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Dai kuri kuti Tenzi haana kutapudza zvake mazuva iwayo, hapana munhu airarama, asi pamusana pavasarudzwi vaakasarudza akatapudza mazuva acho. Viz kapitola |