Mariko 13:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ari pamusoro pedenga reimba ngaarege kuburuka kana kupinda mumba kuti abudise chinhu chipi zvacho chiri mumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 uri pamsoro peɗeŋga reimba ŋgaarege kuɓuruka, kana kupinda kuzotora cinhu mumba make. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 ari pamusoro pedenga reimba ngaarege kuburuka, kana kupinda kuzotora chinhu mumba make. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Anenge ari pamusoro pemba, ngaarege kuburukira pasi kuti apinde mumba make kundotora chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Anenge ari pamusoro pemba, ngaarege kuburukira pasi kuti apinde mumba make kundotora chinhu. Viz kapitola |