Mariko 12:36 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Dhavhidhi pachake achitaura noMweya Mutsvene, akati: “ ‘Ishe akati kuna She wangu: “Gara kuruoko rwangu rworudyi kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako.” ’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Davidi amene wakati noMŋeya Mutȿene: Ishe wakati kunaShe waŋgu: Gara kurudyi rwaŋgu, Kuȿikira ndaisa ʋaʋeŋgi ʋako pasi petsoka dzako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Dhavhidhi amene akati noMweya Mutsvene, ‘Ishe akati kuna Ishe wangu, Gara kurudyi rwangu, Kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Iye Dhavhidhi pachake, afemerwa naMweya Mutsvene, akati, “ ‘Tenzi akati kuna Tenzi wangu, gara kurudyi rwangu kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Iye Dhavhidhi pachake, afemerwa naMweya Mutsvene, akati, “ ‘Tenzi akati kuna Tenzi wangu, gara kurudyi rwangu kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako.’ Viz kapitola |