Online Bible

- Reklamy -




Mariko 12:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ipapo vakatsvaka nzira yokumusunga nayo nokuti vakaziva kuti akanga ataura mufananidzo uyu pamusoro pavo. Asi vakanga vachitya vanhu vazhinji; saka vakamusiya vakaenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ipapo ʋakatȿaka kumuɓata, asi ʋakatya ʋanhu ʋazhinji; nokuti ʋakaŋga ʋaciziʋa kuti wakaʋareʋa iʋo nomufananidzo iwoyo; ʋakamusiya, ʋakabva’po.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ipapo vakatsvaka kumubata, asi vakatya vanhu vazhinji; nokuti vakanga vachiziva kuti akavareva ivo nomufananidzo iwoyo; vakamusiya, vakabvapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakazviona kuti ataura muenzaniso uyu akananga ivo; nezvo vakaedza kuti vamusunge asi vakatya vanhu. Naizvozvo vakamusiya voenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vakazviona kuti ataura muenzaniso uyu akananga ivo; nezvo vakaedza kuti vamusunge asi vakatya vanhu. Naizvozvo vakamusiya voenda.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 12:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy