Mariko 11:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vakasvikazve muJerusarema, uye Jesu paaifamba mutemberi, vaprista vakuru, vadzidzisi vomurayiro navakuru vakauya kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakaȿika ɀe Jerusarema. Ɀino wakati acifamba mutembere, ʋaprista ʋakuru naʋanyori naʋakuru ʋakaʋuya kwaari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Vakasvikazve Jerusaremu. Zvino akati achifamba mutemberi, vapristi vakuru navanyori navakuru vakauya kwaari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vakasvika zvakare Jerusaremu. Zvaakanga achifamba muTemberi, vapristi vakuru nenyanzvi dzoMutemo navakuru vakuru vavaJudha vakauya kwaari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vakasvika zvakare Jerusaremu. Zvaakanga achifamba muTemberi, vapristi vakuru nenyanzvi dzoMutemo navakuru vakuru vavaJudha vakauya kwaari Viz kapitola |