Mariko 11:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Mangwanani, pavakanga vachifamba, vakaona muonde wakaoma kubva kumidzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋakati ʋacipfuʋura napo maŋgwanani, ʋakaʋona muʋonde wawoma kubva pamidzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vakati vachipfuura napo mangwanani, vakaona muonde waoma kubva pamidzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Fume mangwana, vakapfuura napamuonde uya, vakaona wakaoma nemidzi yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Fume mangwana, vakapfuura napamuonde uya, vakaona wakaoma nemidzi yose. Viz kapitola |