Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo akati kumuti, “Ngakurege kuva nomunhu anodya muchero paurizve.” Vadzidzi vake vakamunzwa achidaro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Akapindura, akati kwauri: Kusaʋa nomunhu, unozodya ɀiɓereko pauri nokusiŋgaperi. Ʋadzidzi ʋake ʋakaɀinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Akapindura, akati kwavari, “Kusava nomunhu, anozodya michero pauri nokusingaperi.” Vadzidzi vake vakazvinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndokubva ati kwauri, “Pasazove nomunhu anodya muchero wako narini.” Vadzidzi vake vakazvinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ndokubva ati kwauri, “Pasazove nomunhu anodya muchero wako narini.” Vadzidzi vake vakazvinzwa.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy