Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Akaona muonde uri kure una mashizha, akaenda kundoona kana wakanga une muchero. Akati asvika pauri, haana chaakawana asi mashizha bedzi, nokuti yakanga isiri nguva yamaonde.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 ɀino wakati aciʋona muʋonde uri kure. unamashizha, akaenda’ko, aciti, ɀimŋe uŋgawana cinhu pauri; ɀino aciȿika pauri, haana‐kuwana cinhu, asi mashizha ɓedzi; nokuti yakaŋga isi ŋguʋa yamaʋonde.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 zvino akati achiona muonde uri kure unamashizha, akaendako, achiti, zvimwe angawana chinhu pauri; zvino achisvika pauri, haana kuwana chinhu, asi mashizha bedzi; nokuti yakanga isi nguva yamaonde.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ari chinhambwe akaona muonde una mashizha akaenda ikoko kuti zvimwe angawane chinhu pauri. Akasvika pauri asi hapana chaakawana kunze kwamashizha chete, nokuti yakanga isiri nguva yamaonde.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ari chinhambwe akaona muonde una mashizha akaenda ikoko kuti zvimwe angawane chinhu pauri. Akasvika pauri asi hapana chaakawana kunze kwamashizha chete, nokuti yakanga isiri nguva yamaonde.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy