Mariko 11:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Fume mangwana pavakanga vobva kuBhetani, Jesu akanzwa nzara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Fume maŋgwana ʋakati ʋacibva Betania, akaziya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Fume mangwana vakati vachibva Bhetania, akaziya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Fume ramangwana, zvavakanga vachibva kuBhetania akanzwa nzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Fume ramangwana, zvavakanga vachibva kuBhetania akanzwa nzara. Viz kapitola |