Mariko 11:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jesu akapinda muJerusarema uye akaenda kutemberi. Akatarisa-tarisa zvinhu zvose, asi sezvo kwakanga kwadoka, akabuda akaenda kuBhetani navane gumi navaviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo Jesu wakapinda Jerusarema mutembere; akati ariŋga‐riŋga ɀinhu ɀose, zuʋa ɀarakaŋga raʋira, akaɓuɗa, akaenda Betania naʋanegumi naʋaʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo Jesu akapinda Jerusaremu mutemberi; akati aringa-ringa zvinhu zvose, zuva zvarakanga ravira, akabuda, akaenda Bhetania ana vane gumi navaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino Jesu akapinda muJerusaremu ndokundopinda muTemberi. Paakapedza kuongorora zvinhu zvose; akabuda oenda Bhetania pamwechete navane gumi navaviri, nokuti kunze kwakanga kwaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino Jesu akapinda muJerusaremu ndokundopinda muTemberi. Paakapedza kuongorora zvinhu zvose; akabuda oenda Bhetania pamwechete navane gumi navaviri, nokuti kunze kwakanga kwaenda. Viz kapitola |