Mariko 10:50 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Akakanda jasi rake parutivi, akakwakuka akauya kuna Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ipapo akarasha ŋguʋo yake, akasimuka, akaenda kunaJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 Ipapo akarasira nguo yake, akasimuka, akaenda kuna Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Akakanda jasi rake pasi, ndokukwakuka ouya kuna Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Akakanda jasi rake pasi, ndokukwakuka ouya kuna Jesu. Viz kapitola |