Mariko 10:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Paakanzwa kuti akanga ari Jesu weNazareta, akatanga kudanidzira achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Iye wakati anzwa, kuti ndiJesu weNazareta, akataŋga kuɗanidzira, aciti: Mŋanakomana waDavidi, ndinzwirei ŋgoni! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Iye akati anzwa, kuti ndiJesu weNazareta, akatanga kudanidzira, achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Paakanzwa kuti ndiJesu weNazareti, akatanga kudaidzira achiti, “Jesu Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Paakanzwa kuti ndiJesu weNazareti, akatanga kudaidzira achiti, “Jesu Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.” Viz kapitola |