Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Jesu akatarisa kwavari akati, “Kumunhu hazvigoneki, asi kwete naMwari; zvinhu zvose zvinogoneka kuna Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino Jesu wakati aciʋatarira, akati: Kuʋanhu iɀi haɀibviri, asi kunaMŋari ɀinobʋira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino Jesu akati achivatarira, akati, “Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvinobvira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Jesu akavatarisa akati, “Izvi hazvigoneki kuitwa navanhu asi naMwari. Kuna Mwari zvose zvinogoneka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Jesu akavatarisa akati, “Izvi hazvigoneki kuitwa navanhu asi naMwari. Kuna Mwari zvose zvinogoneka.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy