Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Akapindura akati, “Ani naani anoramba mukadzi wake uye akawana mumwe mukadzi, ava kuita upombwe naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Akati kwaʋari: Aninani unorasha mukadzi wake, akawana mumŋe, unoita ʋupombge kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake, akawana mumwe, anoita upombwe kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake achiroora mumwe, anoita upombwe uye achimutadzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake achiroora mumwe, anoita upombwe uye achimutadzira.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy