Mariko 10:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Uye Jesu akabva panzvimbo iyoyo akaenda munyika yeJudhea uye akayambuka mhiri kweJorodhani. Vanhu vazhinji vakauyazve kwaari, uye sezvayakanga iri tsika yake, akavadzidzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakasimuka’po, akaȿika munyika yeJudea, nemhiri kwaJoridani, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakaʋuŋganira ɀe kwaari; akaʋadzidzisa ɀe seɀaakaŋga acisiita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akasimukapo, akasvika munyika yeJudhea, nemhiri kwaJorodhani, vanhu vazhinji-zhinji vakaunganirazve kwaari; akavadzidzisazve sezvaakanga achisiita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino Jesu akabvapo ndokuenda kudunhu reJudhea nokumhiri kwaJorodhani. Mapoka avanhu akamuunganira zvakare akavadzidzisazve sezvaaigaroita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino Jesu akabvapo ndokuenda kudunhu reJudhea nokumhiri kwaJorodhani. Mapoka avanhu akamuunganira zvakare akavadzidzisazve sezvaaigaroita. Viz kapitola |