Online Bible

- Reklamy -




Mariko 1:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Mweya wakaipa wakamuzunza-zunza ndokubva wabuda maari nenzwi guru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Mŋeya wetȿina ukamubvundisa, ndokuɗanidzira nenzwi guru, ndokuɓuɗa kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Mweya wakaipa akamubvundisa, ndokudanidzira nezwi guru, ndokubuda kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mweya wetsvina uya wakamupfurupfutisa ndokuridza mhere uchibva wabuda maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Mweya wetsvina uya wakamupfurupfutisa ndokuridza mhere uchibva wabuda maari.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 1:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy