Mariko 1:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Akati afamba chinhambwe zvishoma, akaona Jakobho mwanakomana waZebhedhi nomununʼuna wake Johani vari mugwa, vachigadzira usvasvi hwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Wakati apfuʋura ɀishoma, akaʋona Jakobo, mŋanakomana waZebedi, naJohane munuŋuna wake, ʋacigadzira ʋutaʋa mugwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Akati apfuura zvishoma, akaona Jakobho, mwanakomana waZebhedhi, naJohani munun'una wake, vachigadzira usvasvi muigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi. Viz kapitola |