Online Bible

- Reklamy -




Maraki 3:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Asi ndiani angatsunga pazuva rokuuya kwake? Ndiani angamira paanoonekwa? Nokuti achava somoto womunatsi kana sipo yomusuki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Asi ndiani uŋgatsuŋga nezuʋa rokuʋuya kwake? Ndiani uŋgamira kana aciʋonekwa? Nokuti wakafanana nomŋoto womunatsi, nesipo yomusuki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Asi ndiani ungatsunga nezuva rokuuya kwake? Ndiani angamira kana achionekwa? Nokuti akafanana nomoto womunatsi, nesipo yomusuki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Asi ndianiko angatirire zuva rokuuya kwake uye ndiani angapamire kana iye auya? Ndinodaro nokuti akaita somoto womunyungurutsi woutare kana kuti sesipo yomusuki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Asi ndianiko angatirire zuva rokuuya kwake uye ndiani angapamire kana iye auya? Ndinodaro nokuti akaita somoto womunyungurutsi woutare kana kuti sesipo yomusuki.

Viz kapitola kopírovat




Maraki 3:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy