Maraki 3:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uye muchaonazve musiyano pakati pavakarurama navakaipa, pakati pavaya vanoshumira Mwari navaya vasingamushumiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo mucaʋona ɀe kusiyana kwowakarurama nowakaipa, kwounoshumira Mŋari nousiŋgamushumiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo muchaonazve kusiyana kwowakarurama nowakaipa, kwoanoshumira Mwari noasingamushumiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ipapozve ndipo pamuchazosiyanisa mutsauko uri pakati pomururami nomuipi napakatiwo pomunhu anoshandira Mwari neasingamushandire.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ipapozve ndipo pamuchazosiyanisa mutsauko uri pakati pomururami nomuipi napakatiwo pomunhu anoshandira Mwari neasingamushandire.” Viz kapitola |