Maraki 2:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Chimwe chinhu chaunoita: Unozadza aritari yaJehovha nemisodzi. Unochema uye unoungudza nokuti haacharangariri zvipiriso zvako kana kuzvigamuchira nomufaro kubva pamaoko ako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Munoita ʋo iɀoɀi: Munofukidza artari yaJehova nemisodzi, nokucema, nokugomera, naiɀoɀo haacaraŋgariri cipiriso, kana kucigamucira nomufaro pamaʋoko enyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Munoitawo izvozvi: Munofukidza atari yaJehovha nemisodzi, nokuchema, nokugomera, naizvozvo haacharangariri chipiriso, kana kuchigamuchira nomufaro pamaoko enyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvimwewo zvamunoita ndezvizvi: munochakatisa atari yaTenzi nemisodzi nokuhwihwidza kuchema nokuungudza nokuti haasisina hanya nomupiro kana kuugamuchira nomufaro mumaoko enyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvimwewo zvamunoita ndezvizvi: munochakatisa atari yaTenzi nemisodzi nokuhwihwidza kuchema nokuungudza nokuti haasisina hanya nomupiro kana kuugamuchira nomufaro mumaoko enyu. Viz kapitola |