Maraki 1:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Munondivigira zvokudya zvakasvibiswa paaritari yangu. “Asi imi munobvunza muchiti, ‘Takakusvibisai neiko?’ ” Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Pakutaura kwenyu muchiti tafura yaJehovha inozvidzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Munondiʋigira ciŋgwa cinetȿina paartari yaŋgu. Ɀino moti: Takakuȿiɓisai neiko? Pakutaura kwenyu muciti: Tafura yaJehova ŋgaiɀidzwe hayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Munondivigira chingwa chine tsvina paatari yangu. Zvino moti, ‘Takakusvibisai neiko?’ Pakutaura kwenyu muchiti, ‘Tafura yaJehovha ngaizvidzwe hayo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokupira chokudya chakan'ora paatari yangu. Uye munoti takachin'oresa sei, nokufungaka kwenyu kuti tebhuru yaTenzi inogona kushorwa zvayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokupira chokudya chakan'ora paatari yangu. Uye munoti takachin'oresa sei, nokufungaka kwenyu kuti tebhuru yaTenzi inogona kushorwa zvayo. Viz kapitola |