Mapisarema 8:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 munhu chiiko zvamunomufunga, kana mwanakomana womunhu zvamune hanya naye? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Munhu cinyiko, ɀamunomufuŋga? Nomŋanakomana womunhu ɀamunomushanyira? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Munhu chinyiko, zvamunomufunga? NoMwanakomana womunhu zvamunomushanyira? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Munhu chiiwo zvake wamunorangarira, iye munhuwo zvake wamunochengeta Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Munhu chiiwo zvake wamunorangarira, iye munhuwo zvake wamunochengeta Viz kapitola |