Mapisarema 7:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Jehovha ngaatonge marudzi. Nditongei, imi Jehovha, zvakafanira kururama kwangu, zvakafanira kukwaniswa kwangu, imi Wokumusoro-soro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova unotoŋga ndudzi dzaʋanhu; Nditoŋgei Jehova sokururama kwaŋgu, ʋuye neɀokwaɗi iri mandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nezvokwadi zviri mandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi. Viz kapitola |