Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 7:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 kana ndakaita zvakaipa kuno uya akanga ane rugare neni kana kupamba muvengi wangu pasina mhaka,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Kana ndiciŋge ndakaitira ɀakaipa munhu waiʋa noʋukama neni; (Iɀo, ndakarwira waiʋa mudziʋisi waŋgu ndisinemhoȿa;)

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Kana ndichinge ndakaitira zvakaipa munhu aiva noukama neni; (Izvo, ndakarwira waiva mudzivisi wangu asina mhosva;)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 kana ndakadzorera mumwe wangu nechakaipa kana kupamba mhandu yangu pasina chikonzero,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 kana ndakadzorera mumwe wangu nechakaipa kana kupamba mhandu yangu pasina chikonzero,

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 7:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy