Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 7:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Haiwa Jehovha, Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvi uye ndine mhosva pamaoko angu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Jehova Mŋari waŋgu, kana ndiciŋge ndakaita iɀoɀi; Kana ɀakaipa ɀiri’mo mumaʋoko aŋgu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Jehovha Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvozvi; Kana zvakaipa zvirimo mumaoko angu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 TENZI Mwari wangu kana pane chandakaita, kana ndakabata chakaipa namaoko angu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 TENZI Mwari wangu kana pane chandakaita, kana ndakabata chakaipa namaoko angu,

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 7:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy