Mapisarema 7:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Iye ane mimba yezvakaipa akatakura mimba yokutambudzika achabereka nhema. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tarira, unotambudzika pakuɓereka ɀakaipa; Ɀirokwaɀo, wakaʋa nemimba yeɀakashata, akaɓereka nhema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Tarira, anotambudzika pakubereka zvakaipa; Zvirokwazvo, akava nemimba yezvakashata, akabereka nhema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. Viz kapitola |