Mapisarema 6:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Hakuna anokurangarirai kana afa. Ndiani anokurumbidzai kubva muguva? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti parufu hapana‐ucakuraŋgarirai; Ndiani ucakuʋoŋgai paSheori? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti parufu hapana achakurangarirai; Ndiani achakuvongai paSheori? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. Viz kapitola |