Mapisarema 6:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Haiwa Jehovha, regai kundirayira mukutsamwa kwenyu, kana kundiranga muhasha dzenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Haiwa Jehova, regai kundiraira pakutsamŋa kwenyu, Musandiroʋa nokusafara kwenyu kukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu, Musandirova nokusafara kwenyu kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. Viz kapitola |