Mapisarema 5:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi ini, nenyasha dzenyu huru, ndichapinda mumba menyu; norukudzo, ndichakotamira pasi pamberi penyu, ndakatarira kutemberi yenyu tsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi kana ndirini, ndicapinda mumba menyu nokuwanda kwoʋunyoro bgenyu, Ndicanamata ndakariŋgira kutembere yenyu tȿene ndicikutyai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi kana ndirini, ndichapinda mumba menyu nokuwanda kwounyoro hwenyu, Ndichanamata ndakaringira kutemberi yenyu tsvene ndichikutyai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi pamusana pemwoyochena wenyu wakawanda; ndichapinda mumba menyu. Ndichanamata ndichikuremekedzai ndakaringira kuTemberi yenyu inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi pamusana pemwoyochena wenyu wakawanda; ndichapinda mumba menyu. Ndichanamata ndichikuremekedzai ndakaringira kuTemberi yenyu inoera. Viz kapitola |