Mapisarema 5:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Imi hamusi Mwari anofarira zvakaipa; munhu akaipa haangagari nemi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti hamuzi Mŋari unofarira ɀakaipa; Munhu, wakashata, haaŋgagari nemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti hamuzi Mwari anofarira zvakaipa, Munhu, akashata, haangagari nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti hamusi Mwari anofarira uipi, uipi haugone kuita musha pamwechete nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti hamusi Mwari anofarira uipi, uipi haugone kuita musha pamwechete nemi. Viz kapitola |