Mapisarema 5:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Haiwa Mwari, vapei mhosva! Ngavawisirwe pasi nerangano dzavo. Vabvisei nokuda kwezvivi zvavo zvizhinji, nokuti vakakumukirai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Muʋapei mhoȿa, Jehova; Ŋgaʋawe namano aʋo; Muʋadziŋge nokuɗa kwokuwanda kwokuɗarika kwaʋo; Nokuti ʋakakumukirai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Muvapei, mhosva, Jehovha; Ngavawe namano avo; Muvadzinge nokuda kwokuwanda kwokudarika kwavo; Nokuti vakakumukirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ngavabatwe nemhosva yavo, Mwari. Zvavakarangana izvozvo zvivaputsire pasi. Pamusana pezvikanganiso zvavo zvakawanda, vadzingei nokuti vakakupandukirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ngavabatwe nemhosva yavo, Mwari. Zvavakarangana izvozvo zvivaputsire pasi. Pamusana pezvikanganiso zvavo zvakawanda, vadzingei nokuti vakakupandukirai. Viz kapitola |