Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 3:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Handizotyi makumi ezviuru vakandikomba kuti vandirwise.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Handiŋgatyi ɀuru ɀamazana ɀaʋanhu, Ʋakandikomberedza kuzorwa neni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Handingatyi zviuru zvamazana zvavanhu, Vakandikomberedza kuzorwa neni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa.

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 3:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy