Mapisarema 16:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndicharumbidza Jehovha, anondipa zano; kunyange usiku mwoyo wangu unondirayira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndicarumbidza Jehova wakandipa mano, Ɀirokwaɀo, itȿo dzaŋgu dzinondidzidzisa paŋguʋa dzoʋusiku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ndicharumbidza Jehovha akandipa mano, Zvirokwazvo, itsvo dzangu dzinondidzidzisa panguva dzousiku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndinorumbidza TENZI anondipa mazano kunyange usiku, mwoyo wangu unondinyevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndinorumbidza TENZI anondipa mazano kunyange usiku, mwoyo wangu unondinyevera. Viz kapitola |