Mapisarema 16:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndakayererwa miganhu panzvimbo yakanaka; zvirokwazvo ndine nhaka inofadza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nɀimbo dzakanaka; Ɀirokwaɀo, nhaka yaŋgu yakaiȿo‐naka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nzvimbo dzakanaka; Zvirokwazvo, nhaka yangu yakaisvonaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu. Viz kapitola |