Mapisarema 15:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 anozvidza munhu akaipa asi anokudza vaya vanotya Jehovha, anochengeta mhiko yake kunyange kana zvichirwadza, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Munhu wakashata unoɀidzwa naye; Asi unokudza ʋanotya Jehova. Iye unoti kana aciŋge apika, haaŋgazoshanduri shoko rake, kunyaŋge ɀikaʋa ɀakaipa kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Munhu akashata anozvidzwa naye; Asi anokudza vanotya Jehovha. Iye anoti kana achinge apika, haangazoshanduri shoko rake, kunyange zvikava zvakaipa kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu anozvidza munhu akashata; asi anoremekedza vanoremekedza TENZI, anochengeta zvaanenge apika kuita kunyange zvichirwadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Munhu anozvidza munhu akashata; asi anoremekedza vanoremekedza TENZI, anochengeta zvaanenge apika kuita kunyange zvichirwadza. Viz kapitola |