Mapisarema 14:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pavari ipapo, vakazara nokutya, nokuti Mwari ari paungano yavakarurama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakaŋga ʋacitya ɀikuru ipapo; Nokuti Mŋari unogara parudzi rwaʋakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vakanga vachitya zvikuru ipapo; Nokuti Mwari anogara parudzi rwavakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo vachabatwa nokutya kukuru nokuti Mwari ari pamwe nechizvarwa chavakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ipapo vachabatwa nokutya kukuru nokuti Mwari ari pamwe nechizvarwa chavakarurama. Viz kapitola |