Mapisarema 14:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ko, vaiti vezvakaipa havadzidziwo here, ivo vanodya vanhu vangu savanhu vanodya chingwa, uye vasingadani kuna Jehovha? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ko ʋaiti ʋose ʋeɀakaipa haʋaneziʋo here? Iʋo ʋanodya ʋanhu ʋaŋgu seɀaʋanodya ciŋgwa, Ʋasiŋgaɗani kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ko vaiti vose vezvakaipa havana zivo here? Ivo vanodya vanhu vangu sezvavanodya chingwa, Vasingadani kuna Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Havanzwisisi here, ivo vaiti vezvakaipa vose vanodya vanhu vangu sevanodya chingwa?” Havacheme kuna TENZI. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Havanzwisisi here, ivo vaiti vezvakaipa vose vanodya vanhu vangu sevanodya chingwa?” Havacheme kuna TENZI. Viz kapitola |