Mapisarema 13:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndichaimbira Jehovha, nokuti akandinakira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndicaimbira Jehova, Nokuti wakandiitira ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ndichaimbira Jehovha, Nokuti akandiitira zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndichaimbira TENZI nokuti akandiitira zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndichaimbira TENZI nokuti akandiitira zvakanaka. Viz kapitola |