Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 12:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vakaipa vanofamba-famba vakasununguka kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋakaipa ʋanofamba pamatiʋi ose, Kana ɀakashata ɀicikudzwa pakati paʋanakomana ʋaʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vakaipa vanofamba pamativi ose, Kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanakomana vavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu.

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 12:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy