Mapisarema 12:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mumwe nomumwe anorevera wokwake nhema; miromo yavo inobata kumeso nokutaura zvinonyengera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanotaura mumŋe nomumŋe ɀisinamaturo nowokwake; Ʋanotaura nomuromo unoɓata kumeso, ʋuye nemŋoyo miʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vanotaura mumwe nomumwe zvisina maturo nowokwake; Vanotaura nomuromo unobata kumeso, uye nemwoyo miviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Munhu wose ava kungotaurira nhema kune mumwe wake; vanhu vava kutaurirana zvisinganyatsonzwisisika; vanonakisa mukanwa zvenhando vachishandisa mazwi anoreva zvinhu zvakasiana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Munhu wose ava kungotaurira nhema kune mumwe wake; vanhu vava kutaurirana zvisinganyatsonzwisisika; vanonakisa mukanwa zvenhando vachishandisa mazwi anoreva zvinhu zvakasiana. Viz kapitola |