Mabasa 9:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Zvino simuka uende muguta, uchandoudzwa zvaunofanira kuita.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Iye aciɗeɗera nokutya, akati: Ishe, munoɗa kuti ndiiteiko? Ishe akati kwaari:] Simuka, uende muguta, ucandoʋudzwa ɀaunofanira kuita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Iye achidedera nokutya, akati, “Ishe, munoda kuti ndiiteiko?” Ishe akati kwaari, “Simuka, uende muguta, uchandoudzwa zvaunofanira kuita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi chisimuka upinde muguta. Uchataurirwa zvaunofanira kuita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi chisimuka upinde muguta. Uchataurirwa zvaunofanira kuita.” Viz kapitola |