Mabasa 9:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Izvi zvakazivikanwa muJopa yose, uye vanhu vazhinji vakatenda kuna She. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀikazikanwa naʋose paJopa; ʋazhinji ʋakatenda kunaShe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Zvikazikanwa navose paJopa; vazhinji vakatenda kuna Ishe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Zvakazivikanwa muJopa yose, vanhu vazhinji vakadavira muna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Zvakazivikanwa muJopa yose, vanhu vazhinji vakadavira muna Tenzi. Viz kapitola |