Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 9:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Ikoko, akawana mumwe murume ainzi Eniasi akanga akaoma mutezo uye akanga achigara avete panhoo kwamakore masere.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Akawana’po mumŋe munhu, wainzi Eneasi, wakaŋga aʋete panhoʋo makore masere, mitezo yake yakafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Akawanapo mumwe munhu, ainzi Eniyasi, akanga avete panhoo makore masere, mitezo yake yakafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Ikoko akawana mumwe murume ainzi Eniasi akanga angove wepabonde nokurwara kwamakore masere uye akanga akafa mitezo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Ikoko akawana mumwe murume ainzi Eniasi akanga angove wepabonde nokurwara kwamakore masere uye akanga akafa mitezo.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 9:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy